Svetuka kuchirochemo

Munhu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVanhu)

Munhu (kana mundu uye munthu muChindau) chisikwa chakanaka chakasikwa naMwari pazuva rechitanhatu ravakasika denga nenyika nazvose zvirimo.

  • Mutsa (humans considered as a group; the human race).
  • Munhu paakaya ane mweya usingarovi. Man has this essential quality, he has an immortal soul.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaLenje vanoti muntu (person) vachireva munhu.
  • VaGungu neMaZulu vanoti bantu (people) vachireva vanhu.
  • Lenje vanoti mwana (person) vachireva munhu.
  • Lenje vanoti mwanike (child - either boy or girl, son or daughter) kureva mwana mudiki.
  • Lenje vanoti mwanakashi (female person) kureva munhukadzi.
  • Baila vanoti mumi (a living person) kureva munhu mupenyu.
  • Lenje vanoti mwanalume (male person, husband) kureva munhurume.
  • Sangho vanoti zo (n. human) kureva munhu.
  • Digo vanoti mwanadamu (n. human) kureva munhu.
  • Shilluk vanoti tero (n. people) vachireva vanhu